Zvibatsiro Zvekudzidza
Kuratidzwa (Chiratidzo)


Kuratidzwa (Chiratidzo)

Chioneso chechiratidzo chechiitiko, munhu, kana chinhu kuburikidza nesimba reMweya Mutsvene.

Miyenzaniso yezviratdzo zvikuru zvinosanganisa zvinotevera izvi: Chiratidzo chaEzekieri chemazuva ekupedzisira (Ezk. 37–39), Chiratidzo chaStefano chaJesu amire kurudyi rwaMwari (Mabasa 7:55–56), Kuisirwa pachena kwaJohane maererano nezvemazuva ekupedzisira (Zvaka. 4–21), Chiratidzo chaRihai naNifai chemuti weupenyu (1 Ni. 8, 10–14), Chiratidzo chaAruma Mudiki chengirozi yaIshe (Mosaya 27), Chiratidzo chemukoma waJaredhi chevanhu vose vepasi (Eta 3:25), chiratidzo chekubwinya kwose (D&Z 76), zviratidzo zvakapiwa Joseph Smith naOliver Cowdery muTemberi yeKirtland (D&Z 110), Chiratidzo chaJoseph F. Smith chekununurwa kwevakafa (D&Z 138), Chiratidzo chaMosesi chaMwari nezvisikwa zvavo (Mos. 1), Chiratidzo chaEnoki chaMwari (Mos. 6–7), Joseph Smith chiratidzo chake chekutanga (Nh—JS 1).