Zvibatsiro Zvekudzidza
Kuropafadzwa


Kuropafadzwa

Kupa chinhu chitsvene chakanaka kune mumwe. Chose zvacho chinoita kuti kuve nekufara kwechokwadi, kugara kwakanaka, kana kubudirira chiropafadzo.

Ose maropafadzo anotemerwa kubva pamurairo yekusingaperi (D&Z 130:20–21). Nokuti Mwari vanoda kuti vana vavo vawane mufaro muupenyu huno (2 Ni. 2:25), vanopa maropafadzo kwavari pamusoro pekuteerera kwavo kumirairo yavo (D&Z 82:10), semhinduro kumunamato kana chisungo chehupirisita (D&Z 19:38; 107:65–67), kana mukuburikidza netsitsi dzavo (2 Ni. 25:23).

Donongorwa yezvitaurwa zvinozivikanwa maererano nezvivimbiso zvemaropafadzo zvirevo zvaIshe paGomo (Mat. 5:1–12; 3 Ni. 12:1–12).

Zvivimbiso zvemakomborero

Kuropafadzwa kwevana