Zvibatsiro Zvekudzidza
Amoni, Mwanakomana waMosaya


Amoni, Mwanakomana waMosaya

MuBhuku raMormoni, mwanakomana waMambo Mosaya. Amoni akashanda semuparidzi ane kushingaira kwake kwakabatsira kutendeutsa mweya mizhinji kuna Kristu.