Zvibatsiro Zvekudzidza
Njiva, Chiratidzo che


Njiva, Chiratidzo che

Chiratidzo chakafanorongwa chaizoita kuti Johane Mubapatidzi azive Mesia (Joh. 1:32-34). Joseph Smith akadzidzisa kuti chiratidzo chenjiva chakaiswa kusati kwave nekusikwa kwenyika semupupuriri weMweya Mutsvene; saka, dhiabhorosi haangauye sechiratidzo chenjiva.