Zvibatsiro Zvekudzidza
Benjamini, Mwanakomana waJakobo


Benjamini, Mwanakomana waJakobo

MuTestamente yaKare, mwanakomana wechipiri waJakobo naRakeri (Gen. 35:16–20).

Rudzi rwaBenjamini

Jakobo akaropafadza Benjamini (Gen. 49:27). Zvizvarwa zvaBenjamini zvaive zverudzi rwaida zvehondo. Vaviri vaikosha verudzi rwaBenjamini vaive Sauro, mambo wekutanga wemaIsraeri (Ⅰ Sam. 9:1–2), naPauro, Muapositori wemuTestamente Itsva (VaR. 11:1).