Zvibatsiro Zvekudzidza
Rimuhai


Rimuhai

MuBhuku raMormoni, mambo akarurama wema Nifai munyika yaNifai; aive mwanakomana waMambo Noa (Mosaya 7:7–9). Mambo Rimuhai akapinda muchitenderano chekushandira Mwari (Mosaya 21:32). Akatungamirira vanhu vake kubva muhusungwa hwema Ramani uye akadzokera kuZarahemura (Mosaya 22).