Zvibatsiro Zvekudzidza
MaNifai


MaNifai

Chikwata chevanhu muBhuku raMormoni, vazhinji vavo vaive zvizvarwa zvemuporofita Nifai, mwanakomana waRihai. Vakatsauka kubva kumaRamani uye vari vakanga vakarurama kazhinji kupfuura maRamani. Asika, mushure vakaparadzwa nemaRamani pamusana pehuipi.