Zvibatsiro Zvekudzidza
Bershazari


Bershazari

MuTestamente yaKare, Mambo wekupedzisira weBabironi, aitonga Koreshi asati akurira Babironi; mwanakomana akagara nhaka yaNebukadnezari (Dan. 5:1–2).