Zvibatsiro Zvekudzidza
Kuziva kuburikidza neMweya, Chipo che


Kuziva kuburikidza neMweya, Chipo che

Kunzwisisa kana kuziva chimwe chinhu kuburikidza nesimba reMweya. Chipo chekuziva chimwe chezvipo zveMweya. Chinosanganisa kuziva unhu hwevanhu hwechokwadi nepanobva nezvinoreva zviratidzo zvemweya.