Zvibatsiro Zvekudzidza
Adama-ondi-Amani


Adama-ondi-Amani

Panzvimbo pakaropafadzira Adama zvizvarwa zvake zvakarurama makore matatu asati afa (D&Z 107:53–56) uye apo paachauya nguva yeKuuya Kwechipiri isati yasvika (D&Z 116).