Zvibatsiro Zvekudzidza
Kusazvibata nehupombwe


Kusazvibata nehupombwe

Kuzvipinza nekuda mukupomba, nekusangana zvisakarurama, kusangana kwevarume pachavo nevakadzi vega, kusangana nehama, kana chimwe chinhu chisiri chitsvene, chisingafanire, kana kusangana kusina kuchena.