Zvibatsiro Zvekudzidza
Munhu


Munhu

Zvinotaura kune ose marudzi evanhu, varume nevakadzi. Vose varume nevakadzi vanotorwa, sezvizvarwa zvaBaba Vekudenga. Kana vazvarwa muupenyu hwenyama, vanogashira miviri yenyama, inofa. Miviri iyi yakasikwa nemufananidzo waMwari (Gen. 1:26–27). Varume nevakadzi vakatendeka mukugashira zvisungo zvinodiwa, vachichengetedza zvibvumirano zvavo, uye vachiteerera mirairo yaMwari vanopinda mukusimudzirwa kwavo vozove saMwari.

Munhu, Mwana weMweya waBaba Vekudenga

Munhu, kugona kuve saBaba Vekudenga