Zvibatsiro Zvekudzidza
Kutonga, Kwekupedzisira


Kutonga, Kwekupedzisira

Kutonga kwekupedzisira kuchaitika mushure mekumuka kuvakafa. Mwari, kuburikidza nemuna Jesu Kristu, vachatonga munhu ega ega kuti vawone kuti anofanira kuwana kubwinya kupi kokusingaperi. Kutonga uko kuchave maererano nokuteerera kwemunhu ega ega kumirairo yaMwari, kusanganisa nokubvuma kwake mupiro werudzikinuro rwaJesu Kristu.