Zvibatsiro Zvekudzidza
Chikwata


Chikwata

Izwi rekuti chikwata rinogona kushandiswa munzira mbiri: (1) Chikwata chevarume vane zvinzvimbo zvakafanana muhupirisita. (2) Ruzhinji, kana vashoma venhengo dziri muchikwata chehupirisita mumusangano wekugadzira basa reChechi (D&Z 107:28).