Zvibatsiro Zvekudzidza
Zenifi


Zenifi

MuBhuku raMormoni, murume akatungamira chikwata icho chakadzokera kunyika yaNifai; Akazove mambo wavo uye akavatungamira nokururama (Mosaya 9–10).