Zvibatsiro Zvekudzidza
Mahwendefa eNdarira


Mahwendefa eNdarira

Zvinyorwa zvemaJuda kubvira pakutanga kusvika muna 600 Kristu asati azvarwa, zvine zvinyorwa zvakawanda zvemaporofita (1 Ni. 5:10–16). Chinyorwa ichi chaichengetwa naRabhani, mumwe wemagosa echiJuda muJerusarema. Rihai nemhuri yake zvavakange vari murenje, Rihai akatuma vanakomana vake kudzokera kuJerusarema kuti vanotora chinyorwa ichi (1 Ni. 3–4). (Kana muchida kunzwa zvimwe, ona “Tsananguro Pfupi yezveBhuku raMormoni,” iri kumavambo eBhuku raMormoni,)