Zvibatsiro Zvekudzidza
Vadzidzi Vatatu vechiNifai


Vadzidzi Vatatu vechiNifai

Vamwe vadzidzi vatatu naKristu vakasarudzwa vechiNifai vanotaurwa muBhuku raMormoni.

Ishe vakapa vadzidzi ava maropafadzo zvimwechetezvo zvakapiwa kuna Johane Mudikani—Kuti vagare panyika kuti vaunze mweya kuna Kristu kudakara Ishe vauya zvakare. Vakasandurwa kuti vasanzwe kurwadza uye vasingafe (3 Ni. 28).