Smith, Lucy Mack Onawo Smith, Joseph, Baba; Smith, Joseph, Mwana Amai veMuporofita Joseph Smith uye ari mudzimai waJoseph Smith, Baba, (Nh—JS 1:4, 7, 20). Akaberekwa musi wa8 Chikunguru muna 1776 akafa musi wa5 Chivabvu muna 1856. Joseph akaona amai vake muchiratidzo cheumambo hweseresitiyaro, D&Z 137:5.