Zvibatsiro Zvekudzidza
Rara


Rara

Kuzorora kunoita munhu asina chaari kuita nechaari kunzwa. Ishe vakaraira vatendi vavo kuti vasarare kupfuuridza zvakafanira (D&Z 88:124). Kurara kungavewo mucherechedzo werufa rwemweya (Ⅰ VaKori. 11:30; 2 Ni. 1:13) kana kwerufa rwenyama (Morm. 9:13).