Zvibatsiro Zvekudzidza
Shadraki


Shadraki

MuTestamente yaKare, Shadraki, Mishaki, naAbedi-nego vaive majaya matatu emaIsraeri, avo vakati, pamwechete naDanieri, vakaunzwa mumuzinda waNebukadnezari, mambo weBabironi. Zita raShadraki rechiHeberu rainzi Hanania. Majaya mana akaramba kuzvisvibisa nokudya nyama newaini yamambo (Dan. 1). Shadraki, Mishaki, naAbedi-nego vakakandwa mubisiro raibvira kwazvo namambo asi vakachengetedzwa neMwanakomana waMwari (Dan. 3).