Zvibatsiro Zvekudzidza
Maropafadzo ehuPatiriyaki


Maropafadzo ehuPatiriyaki

Maropafadzo anopihwa nhengo dzinokodzera dzeChechi nemapatiriyaki akagadzwa. Maropafadzo ehupatiriyaki ane kuraira kumunhu arikugashira kuropafadzwa uye achibva ataurwa mutsetse wekuberekwa kwemunhu iyeyo mumba yaIsraeri. Madzibaba baba vanogona kupa maropafadzo semapatiriyaki emhuri dzavo, asi maropafadzo akadaro haanyorwe kana kuchengetwa muChechi.