Zvibatsiro Zvekudzidza
Zviratidzo zveNguva


Zviratidzo zveNguva

Chinhu kana ruzivo urwo Mwari rwavanopa kuvanhu kuratidza kuti chimwe chinhu chinokosha mubasa ravo chaitika kana kuti chave pedyo nokuitika. Mumazuva ekupedzisira, zviratidzo zvizhinji nezvekuuya kwechipiri kweMuponesi zvakaporofitwa. Izvi zviratidzo zvinobvumira vanhu vakatendeka kuziva zano raMwari, kuti vayambirwe uye vagadzirire.