Zvibatsiro Zvekudzidza
Simba


Simba

Kukwanisa kuita chimwe chinhu. Kuve nesimba pamusoro pemumwe kana chimwe chinhu kukwanisa kubata kana kutuma munhu iyeyo kana chinhu. Mumagwaro matsvene, simba rinowanzobatanidzwa nesimba raMwari kana simba rekudenga. Kazhinji zvakabatana chaizvo nemvumo yehupirisita, zvinove mvumo kana mutemo wekushanda mubasa raMwari.