Zvibatsiro Zvekudzidza
VaAndi-Nifai-Rihai


VaAndi-Nifai-Rihai

MuBhuku raMormoni, zita rakapiwa kumaRamani vakange vadzoswa nevanakomana vaMosaya. Mushure mekutendeuka kwavo, vanhu ava, avo vakanga vachidaidzwawo kunzi vanhu vaAmoni, vakatendeka upenyu hwavo hwose (Aru. 23:4–7, 16–17; 27:20–27).