Zvibatsiro Zvekudzidza
Eva


Eva

Munhukadzi wekutanga kugara pano pasi (Gen. 2:21–25; 3:20). Aive mukadzi waAdama. MuchiHeberu zita iri rinoreva “upenyu” richiratidzawo kuti Eva aiva amai vekutanga panyika (Mos. 4:26). Iye naAdama, murume wekutanga, vachagovana kubwinya kwokusingaperi nebasa ravo rekuti zvikwanisike kuti vanhu vose vagone kuenderera kuupenyu hwokusingaperi.