Kubwinya kweTiresitiyaro Onawo Matanho eKubwinya Chinhano chepiri pazvitatu zvekubwinya umo muchagara vanhu mushure mekutongwa kwekupedzisira. Pauro akaona kubwinya kwetiresitiyaro, kwakafananidzwa nekubwinya kwemwedzi, Ⅰ VaKori. 15:40–41. Joseph Smith naSidney Rigdon vakaona kubwinya kwetiresitiyaro, D&Z 76:71–80. Kubwinya kwetiresitiyaro kunopfuura kweteresitiyaro, D&Z 76:91. Avo vasingagone kugara mumurau wekubwinya kweumambo hwetiresitiyaro havagone kugara mukubwinya kwetiresitiyaro, D&Z 88:23, 30, 38.