Zvibatsiro Zvekudzidza
Ruponeso


Ruponeso

Kuponeswa kubva mukufa kwose kwenyama nekwemweya. Vose vanhu vachaponeswa kubva murufu rwenyama nenyasha dzaMwari, kuburikidza nekufa nekumuka kuvakafa kwaJesu Kristu. Munhu ega-ega anogonawo kuponeswa kubva murufu rwemweya nenyasha dzaMwariwo, kuburikidza nerutendo muna Jesu Kristu. Rutendo urwu rwunoonekwa muupenyu hwekuteerera kumitemo nezvisungo zvevhangeri nokushandira Kristu.

Ruponeso rwevana