Zvibatsiro Zvekudzidza
Jerusarema Idzva


Jerusarema Idzva

Nzvimbo iyo ichaungana Vatendi uye Kristu iye pachake achatonga navo munguva yeMereniamu. Zioni (Jerusarema Idzva) richavakwa munyika yeAmerica, uye pasi richavandudzirwa rigotambira kubwinya kwaro kweparadiso (Mis. yeCh. 1:10). Zvinotaurawo nezveguta idzva dzvene richauya pasi kubva kudenga mukutanga kweMereniamu.