Zvibatsiro Zvekudzidza
Mosaya, Vanakomana va


Mosaya, Vanakomana va

MuBhuku raMormoni, vanakomana vana vaMambo Mosaya avo vakatendeuka mushure mekunge ngirozi yazviratidza kwavari yavadaidza kuti vatendeuke. Mazita avo aiva Amoni, Aroni, Omuna, naHimunai (Mosaya 27:34). Vakaita makore gumi nemanomwe vachibudirira mukuparidza vhangeri kumaRamani. Zvinyorwa zvekudzidzisa kwavo pakati pemaRamani zvinopiwa mubhuku raAruma, zvitsauko 17 kusvika 26.

Dhinda