Zvibatsiro Zvekudzidza
Runyerekupe


Runyerekupe

Satani anoparadzira runyerekupe nekupesanisa—dzimwe nguva zvichibva pachokwadi chisina kukwana—kuti apindutse vanhu kuvabvisa kuna Mwari nezvose zvakanaka (Hir. 16:22; Nh—JS 1:1). Chimwe chezviratidzo zvekuuya kwechipiri kwaJesu Kristu ndechekuti vanhu vachataura nezvehondo nerunyerekupe rwehondo (Mat. 24:6; D&Z 45:26; JS—Mat. 1:23).