Zvibatsiro Zvekudzidza
Nguwo yeHondo


Nguwo yeHondo

Nguwo inopfekwa kudzivirira muviri kuti usabaiwe kana kurohwa nezvombo. Izwi iri rinoshandiswawo kureva zvinhu zvemweya zvinodzivirira munhu kumiiyedzo kana kune zvakaipa.