Zvibatsiro Zvekudzidza
Mijenya


Mijenya

Nzira yokusarudza nayo kana kubvisa zvinodiwa pakusarudza, zvinowanzoitwa nokusarudza kapepa kamwechete kana katsotso kemuti kubva kune zvakawanda. Izvi zvinonzi kukanda mijenya.