Zvibatsiro Zvekudzidza
Hebroni


Hebroni

Guta repasi chigare raJuda, makiromita 32 kumaodzanyemba kweJerusarema. Ndiyo yaive nzvimbo yekuviga Abrahama nemhuri yake (Gen. 49:29–32). Waive muzinda waDavidi munguva dzekutanga kwekutonga kwake (Ⅱ Sam. 5:3–5).