Zvibatsiro Zvekudzidza
Patani


Patani

Mufananidzo unogona kutevedzwa nemunhu kuti awane zvimwe zvinhu. Mumagwaro matsvene, patani kazhinji zvinoreva muenzaniso wekugara kweimwe nzira kana kuvaka chimwe chinhu.