Zvibatsiro Zvekudzidza
Damasiko


Damasiko

Guta rekare reSiria.

Damasiko imire mubani rakaorera kumucheto kwegwenga uye rinodiridzwa zvakanaka nerwizi rweBarada. Rinotaurwa kazhinji mumagwaro matsvene (kutangira kuna Gen. 15:2). Pauro akanga ari munzira make kuenda kuDamasiko apo Ishe vakamuka kuvakafa vakazvionesa kwaari (Mabasa 9:1–27; 22:5–16; 26:12–20; Ⅱ VaKori. 11:32–33).