Zvibatsiro Zvekudzidza
Izwi


Izwi

Sekushandiswa kwazvinoitwa mumagwaro matsvene, dzimwe nguva mashoko anonzwikwa achitaurwa naIshe kana nhumwa dzavo. Izwi reMweya rinogona kusanzwikwa uye rakanangiswa kumwoyo kana kupfungwa.