Zvibatsiro Zvekudzidza
Mutungamiri


Mutungamiri

Zita rinopiwa mushandi mukuru wechechi. Mutungamiri weChechi muporofita, muoni, nemuzaruri (D&Z 21:1; 107:91–92), uye nhengo dzeChechi dzinodaidza muporofita weChechi nezita rekuti “Mutungamiri” (D&Z 107:65). Ndiye munhu chete pasi pano akabvumidzwa kushandisa ose makiyi ehupirisita.

Vakuru vezvikwata zvevapirisita nemamwe magungano eChechi vanogona kuita zitawo rekunzi mutungamiri.