Zvibatsiro Zvekudzidza
Vana


Vana

Munhu mudiki, asati asvika pekuputudza kana kushamba. Madzibaba nemadzimai anofanira kudzidzisa vana vavo kuteerera chido chaMwari. Vana havana chitema kudakara vasvika zera rekuzvifungira (Moro. 8:22; D&Z 68:27).