Zvibatsiro Zvekudzidza
Tito, Rugwaro kuna


Tito, Rugwaro kuna

Apo Pauro akanga asunungurwa kwenguva pfupi kubva mutirongo kuRoma, akanyora rugwaro urwu kuna Tito, akange ari muKrita. Rugwaro urwu rwunotaura zvakanyanya nezvemibvunzo iri maererano nekurangwa kwemukati nekuronga kweChechi.

Chitsauko 1 chine kukwazisa kwaPauro pamwechete nekuraira nezvinodiwa kuti mabhishopi ange ari. Zvitsauko 2–3 zvine dzidziso dzinobata zvakavanda nemashoko kuna Tito pachake pamusoro pekubatwa kunoitwa zvikwata zvakasiyana-siyana muChechi reKrita. Pauro aikuridzira Vatendi kuti vakunde huipi, vave vakangwarira nekuve vakatendeka vachiita mabasa akanaka.