Zvibatsiro Zvekudzidza
Paseka


Paseka

Mabiko ePaseka akaitwa kuti zviyamure vana veIsraeri kurangarira apo ngirozi yaiparadza yakapfuura nepamusoro pedzimba dzavo uye ikavabvisa kumaEgipita (Eks. 12:21–28; 13:14–15). Hwayana dzisina kavara, idzo dzine ropa raishandiswa semucherechedzo wekuponesa maIsraeri makare-kare, rupawo rwaJesu Kristu, Gwayana raMwari, mupiro wake wakanunura ose marudzi evanhu.