Zvibatsiro Zvekudzidza
Kusika


Kusika

Kuronga. Mwari, vachishanda kuburikidza neMwanakomana wavo, Jesu Kristu, vakaronga zviumbiso kuumba pasi. Baba Vekudenga naJesu vakasika munhu mumufananidzo wavo (Mos. 2:26–27).