Zvibatsiro Zvekudzidza
Rigdon, Sidney


Rigdon, Sidney

Mumwe akatanga kutendeuka nemutungamiri muChechi kuma 1830 nemukutanga kwema1840. Sidney Rigdon akashanda kwenguva ari Mubtsiri weKutanga kuna Joseph Smith muMutevedzeri hweKutanga hweChechi (D&Z 35; 58:50, 57; 63:55–56; 76:11–12, 19–23; 90:6; 93:44; 100:9–11; 124:126). Mushure akadzokera shure akarasika kubva pakutenda akabviswa muChechi muna Gunyana 1844.