Zvibatsiro Zvekudzidza
Famba, Famba naMwari


Famba, Famba naMwari

Kuve mukuwirirana nedzidziso yaMwari nokugara kunodiwa naMwari kuti vanhu vavo vararame vagove vanogashira; nekuteerera kutunhwa neMweya Mutsvene.