Zvibatsiro Zvekudzidza
Kuuya Kwechipiri kwaJesu Kristu


Kuuya Kwechipiri kwaJesu Kristu

Mukutanga kweMirenia, Kristu achauyazve panyika. Chiitiko ichi chichatara kupera kweupenyu hunoguma nekufa hwekuedzwa pano pasi. Vakaipa vachabviswa pano pasi uye vakarurama vachabatwa muguti pasi richichenesesa naizvazvo. Pasina munhu anonyatsoziva chaizvo kuti Kristu anouya rinhi kechipiri, akatipa zviratidzo zvekutarisa zvinoratidza kuti nguva yave kusebera pedyo (Mat. 24; JS—Mat. 1)