Zvibatsiro Zvekudzidza
Kimball, Spencer W.


Kimball, Spencer W.

Mutungamiri weChechi wechigumi nevaviri kubvira kutangwa kwarakaitwa muna 1830. Spencer W. Kimball akashanda seMutungamiri weChechi kubvira Zvita 1973 kusvika muna Mbudzi 1985. Akaberekwa muna 1895 akazofa muna 1985 ave nemakore makumi mapfumbamwe.