Zvibatsiro Zvekudzidza
Kusasimba


Kusasimba

Chimiro chekuve anofa nokushaya kwaniso, simba, kana unyanzvi. Kusasimba chimiro chiripo. Vose vanhu havana kusimba, uye inyasha dzaMwari chete kuti vagashire simba rekuita mabasa akarurama (Jak. 4:6–7). Kusasimba uku kunoonekwa muchidimu kana kusasimba kune munhu ega ega.