Zvibatsiro Zvekudzidza
Isaka


Isaka

Tateguru wemuTestamente yaKare. Kuzvarwa kwake kuna Abrahama naSara mukukwegura kwavo kwaive chishamiso (Gen. 15:4–6; 17:15–21; 21:1–8). Kuda kwaAbrahama kupira Isaka kwainge kwakafanana nekwaMwari neMwanakomana wake Mumwechete Akaberekwa (Jak. 4:5). Isaka aive mugari wenhaka yezvivimbiso zvechibvumirano chaAbrahama (Gen. 21:9–12; 1 Ni. 17:40; D&Z 27:10).