Zvibatsiro Zvekudzidza
Chirevo cheChechi—2


Chirevo cheChechi—2

Mazwi edzidziso ari maererano nokuti ndiani angabate Hupirisita hwaMwari, zvino zvanyorwa mumapeji ekupedzisira eDzidziso neZvibvumirano. Mukutanga kwaChikumi muna 1978, Ishe akaratidza kuna Presidendi Spencer W. Kimball kuti hupirisita hwakafanira kupiwa kunhengo dzose dzeChechi dzechirume dzakakodzera. Izvi zvakaita kuti hupirisita nemaropafadzo etemberi zviwanikwe kune vose varume vakakodzera, pasina kuti munhu rudzii kana ruvarai. Musi wa30 Gunyana mugore ra1978, chirevo ichi chakapirwa kugungano reChechi chikabvumwa nemunhu wose.