Zvibatsiro Zvekudzidza
Shoko raMwari


Shoko raMwari

Rairo, mirairo, kana mazwi anobva kunaMwari. Vana vaMwari vangangogashira shoko ravo kubva kwavari nokuratidzwa kuburikidza neMweya kana kubva kune varanda vavo vakasarudzwa (D&Z 1:38).