Zvibatsiro Zvekudzidza
Mugari weNhaka


Mugari weNhaka

Munhu ane mvuno yekugara nhaka iye pachake kana yezvepasi kana zvipo zvemweya. Mumagwaro matsvene, vakarurama vanovimbiswa kuti vachazove vagari venhaka kune zvose zvina Mwari.